Please use this identifier to cite or link to this item:
https://cris.library.msu.ac.zw//handle/11408/4880
Title: | Njuzu : mutambo | Other Titles: | 'The Mermen' a play | Authors: | Magwa, Wiseman | Keywords: | Njuzu mutambo The mermen |
Issue Date: | 1991 | Publisher: | Mambo Press | Abstract: | “Njuzu”. Panopera hondo yevagari vepanyika nevemumvura, Nyika anopembererwa pamwe nokubikirwa doro nevabereki vake. Panozoita mubatanidzwa wamauto naiye anowana basa somuuto wehurumende itsva. Muchiuto umu zvinhu zvinoita manyama amire nerongo obuda apiwa demob asi nhamo dzinobva dzatonyanya. Anoenda kudhorobha osvikoshaya basa opona nokupemha kudya nemari pamusika. Zvomudhorobha zvanetsa anozofunga zvokuenda kumapurazi kwaanosvikopinda basa rapayadhi. The mermen or Waterspirits. On his return from the Liberation war, Nyika, a dedicated freedom fighter, finds that he gets a warm reception from his parents but a cold reception from the new realities of the country he helped liberate. The aspiring ‘warrior’, now turned civilian, finally ends up doing domestic work. The play is cast in an allegorical style, hence its title. | URI: | http://hdl.handle.net/11408/4880 | ISBN: | 0869225103 |
Appears in Collections: | Books |
Files in This Item:
File | Description | Size | Format | |
---|---|---|---|---|
Njuzu by Wiseman Magwa.pdf | 49.16 kB | Adobe PDF | View/Open |
Page view(s)
284
checked on Dec 1, 2024
Download(s)
40
checked on Dec 1, 2024
Google ScholarTM
Check
Altmetric
Items in MSUIR are protected by copyright, with all rights reserved, unless otherwise indicated.